Ezekieri 11:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Naizvozvo iti, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Ndichakuunganidzaiwo muchibva kumarudzi acho uye ndichakuunganidzai muchibva kunyika dzamakaparadzirwa kwadziri, uye ndichakupai nyika yaIsraeri.+ Ezekieri 20:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 “‘Imi muchaziva kuti ndini Jehovha,+ pandichakupinzai munyika yaIsraeri,+ munyika yandakasimudzira ruoko rwangu ndichipika kuti ndiipe madzitateguru enyu. Ezekieri 36:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Ndichakubudisai pakati pemarudzi, ndokuunganidzai muchibva munyika dzose, ndokuunzai kunyika yenyu.+ Amosi 9:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndichadzosa nhapwa dzevanhu vangu vaIsraeri,+ vachavaka maguta akaitwa matongo vogara maari,+ vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yayo uye vacharima minda vodya zvibereko zvayo.’+
17 “Naizvozvo iti, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Ndichakuunganidzaiwo muchibva kumarudzi acho uye ndichakuunganidzai muchibva kunyika dzamakaparadzirwa kwadziri, uye ndichakupai nyika yaIsraeri.+
42 “‘Imi muchaziva kuti ndini Jehovha,+ pandichakupinzai munyika yaIsraeri,+ munyika yandakasimudzira ruoko rwangu ndichipika kuti ndiipe madzitateguru enyu.
24 Ndichakubudisai pakati pemarudzi, ndokuunganidzai muchibva munyika dzose, ndokuunzai kunyika yenyu.+
14 Ndichadzosa nhapwa dzevanhu vangu vaIsraeri,+ vachavaka maguta akaitwa matongo vogara maari,+ vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yayo uye vacharima minda vodya zvibereko zvayo.’+