RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 47:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  8 Mwari ava mambo wemarudzi.+

      Mwari akagara pachigaro chake chitsvene.+

  • Isaya 6:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Mugore rakafa Mambo Uziya,+ ini ndakaona Jehovha+ akagara pachigaro choumambo+ chirefu uye chakakwirira, uye mupendero wenguo yake wakanga wakazadza temberi.+

  • Jeremiya 3:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Panguva iyoyo vachatumidza Jerusarema kuti chigaro choumambo chaJehovha;+ uye marudzi ose achaunganidzwa kwariri,+ kuzita raJehovha riri paJerusarema,+ uye havazoteverizve kuoma kwemwoyo yavo yakaipa.”+

  • Ezekieri 1:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Pamusoro penzvimbo yacho huru yaiva pamusoro pemisoro yazvo paiva nechimwe chinhu chakaita sedombo resafaya,+ chakaita sechigaro choumambo.+ Pamusoro pechinhu chakaita sechigaro choumambo paiva nomumwe munhu aiita sokunge kuti munhu wepanyika aiva pamusoro pacho,+ nechokumusoro.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe