RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 2:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Zvino nemazuva okupedzisira+ gomo reimba+ yaJehovha richasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo,+ richakwidziridzwa kupfuura zvikomo;+ uye marudzi ose achadirana achienda kwariri.+

  • Isaya 60:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Marudzi achaenda kuchiedza chako,+ uye madzimambo+ kukupenya kwokuvhenekera kwako.+

  • Mika 4:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Marudzi mazhinji achaenda achiti: “Uyai,+ ngatikwirei kugomo raJehovha nokuimba yaMwari waJakobho;+ iye achatirayiridza nezvenzira dzake,+ uye isu tichafamba mumakwara ake.”+ Nokuti mutemo uchabuda muZiyoni, uye shoko raJehovha richabuda muJerusarema.+

  • Zekariya 2:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 “Marudzi mazhinji achauya kuna Jehovha pazuva iroro,+ achava vanhu vangu;+ uye ndichagara pakati pako.” Uchaziva kuti Jehovha wemauto akandituma kwauri.+

  • Zekariya 8:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Mumazuva iwayo varume gumi vanobva mumitauro yose yemarudzi+ vachabata,+ chokwadi vachabata kumupendero wenguo yomuJudha,+ vachiti: “Tichaenda nemi,+ nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.”’”+

  • Zvakazarurwa 7:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Pashure pezvinhu izvi ndakaona, uye, tarira! boka guru revanhu,+ vakanga vasingakwanisi kuverengwa nomunhu, vanobva kumarudzi ose+ nemadzinza nevanhu+ nendimi,+ vamire pamberi pechigaro choumambo+ nepamberi peGwayana, vakapfeka nguo refu chena;+ uye mumaoko avo makanga muine mapazi emichindwe.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe