RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 48:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  2 Rakanaka nokuti rakakwirira, iro mufaro mukuru wenyika yose,+

      Ndizvo zvakaita Gomo reZiyoni riri kumativi ari kure okuchamhembe,+

      Taundi raMambo Mukuru.+

  • Dhanieri 8:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Zvino pane imwe yadzo pakabuda imwe nyanga, duku,+ ikaramba ichikura kwazvo ichienda nechokumaodzanyemba nokunobuda zuva nokunyika Yokushongedzwa.+

  • Dhanieri 11:41
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 41 Achapindawo+ munyika Yokushongedzwa,+ uye nyika zhinji dzichakundwa.+ Asi idzi ndidzo dzichapukunyuka muruoko rwake, Edhomu neMoabhi+ nechikamu chikuru chevanakomana vaAmoni.

  • Zekariya 7:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 ‘Zvino ndakavakanda nemhepo ine mvura kumarudzi ose+ avakanga vasingazivi;+ uye nyika yasara yava dongo shure kwavo, isina anopfuura nomairi uye isina anodzoka kwairi;+ uye vakaita kuti nyika yakanaka+ ive chinhu chinokatyamadza.’”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe