Pisarema 48:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Rakanaka nokuti rakakwirira, iro mufaro mukuru wenyika yose,+Ndizvo zvakaita Gomo reZiyoni riri kumativi ari kure okuchamhembe,+Taundi raMambo Mukuru.+ Isaya 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Chinoitwa naJehovha kuti chitungire+ chichava chokushongedza nacho nechokubwinya+ pazuva iroro, zvibereko zvenyika zvichava chinhu chokudada+ nacho uye chinhu chakanaka nokuda kwevaIsraeri vaya vakapukunyuka.+ Isaya 28:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Pazuva iroro Jehovha wemauto achava korona yokushongedzwa,+ chiremba chorunako+ kuvanhu vake vaya vachasara,+ Ezekieri 20:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Pazuva iroro ndakasimudza ruoko rwangu+ ndichipika kuti ndivabudise munyika yeIjipiti ndivaendese kunyika yandakanga ndasora nokuda kwavo, nyika inoyerera mukaka nouchi.+ Yakanga iri kushongedzwa kwenyika dzose.+ Dhanieri 11:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Uya achauya kuzomurwisa achaita sezvaanoda, hapana achazomira pamberi pake. Achamira munyika Yokushongedzwa,+ uye kuparadza kuchava muruoko rwake.+ Dhanieri 11:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Achadzika matende omuzinda wake pakati pegungwa guru negomo dzvene Rokushongedzwa;+ uye achasvika pakuparadzwa,+ asi hapazovi neanomubatsira.+
2 Rakanaka nokuti rakakwirira, iro mufaro mukuru wenyika yose,+Ndizvo zvakaita Gomo reZiyoni riri kumativi ari kure okuchamhembe,+Taundi raMambo Mukuru.+
2 Chinoitwa naJehovha kuti chitungire+ chichava chokushongedza nacho nechokubwinya+ pazuva iroro, zvibereko zvenyika zvichava chinhu chokudada+ nacho uye chinhu chakanaka nokuda kwevaIsraeri vaya vakapukunyuka.+
5 Pazuva iroro Jehovha wemauto achava korona yokushongedzwa,+ chiremba chorunako+ kuvanhu vake vaya vachasara,+
6 Pazuva iroro ndakasimudza ruoko rwangu+ ndichipika kuti ndivabudise munyika yeIjipiti ndivaendese kunyika yandakanga ndasora nokuda kwavo, nyika inoyerera mukaka nouchi.+ Yakanga iri kushongedzwa kwenyika dzose.+
16 Uya achauya kuzomurwisa achaita sezvaanoda, hapana achazomira pamberi pake. Achamira munyika Yokushongedzwa,+ uye kuparadza kuchava muruoko rwake.+
45 Achadzika matende omuzinda wake pakati pegungwa guru negomo dzvene Rokushongedzwa;+ uye achasvika pakuparadzwa,+ asi hapazovi neanomubatsira.+