Isaya 53:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuda kwokunetseka kwomweya wake iye achaona,+ achagutswa.+ Nokuziva kwake munhu akarurama, mushumiri wangu,+ achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama;+ uye achava nemhosva yokukanganisa kwavo.+ Isaya 61:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti nyika zvainobudisa zvinomera zvayo, uye munda zvaunomeresa zvinhu zvakadyarwa mauri,+ saizvozvowo Changamire Ishe Jehovha achameresa kururama+ nokurumbidza pamberi pemarudzi ose.+ VaRoma 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 nokuti kururama kwaMwari+ kuri kuratidzwa maari nokuda kwokutenda+ uye zvichiwedzerazve kutenda, sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Asi munhu akarurama—achararama nokutenda.”+
11 Nokuda kwokunetseka kwomweya wake iye achaona,+ achagutswa.+ Nokuziva kwake munhu akarurama, mushumiri wangu,+ achaita kuti vanhu vakawanda vave vakarurama;+ uye achava nemhosva yokukanganisa kwavo.+
11 Nokuti nyika zvainobudisa zvinomera zvayo, uye munda zvaunomeresa zvinhu zvakadyarwa mauri,+ saizvozvowo Changamire Ishe Jehovha achameresa kururama+ nokurumbidza pamberi pemarudzi ose.+
17 nokuti kururama kwaMwari+ kuri kuratidzwa maari nokuda kwokutenda+ uye zvichiwedzerazve kutenda, sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Asi munhu akarurama—achararama nokutenda.”+