RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 78:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  8 Havafaniri kuita semadzitateguru avo,+

      Chizvarwa chakanga chakasindimara uye chaipandukira,+

      Chizvarwa chakanga chisina kugadzirira mwoyo wacho+

      Uye chakanga chiine mafungiro asina kuvimbika kuna Mwari.+

  • Pisarema 81:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Naizvozvo ndakavarega vachifamba mukuoma kwemwoyo yavo;+

      Vakaramba vachifamba maererano nemazano avo.+

  • Isaya 65:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 “Ndakatambanudzira vanhu vakasindimara+ maoko angu zuva rose, vaya vanofamba munzira isina kunaka,+ vachiita zvavanofunga;+

  • Zekariya 7:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Asi ivo vakanga vachingoramba kuteerera,+ vakaramba vakasindimara,+ uye vakaisa zvimiti munzeve dzavo kuti varege kunzwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe