Dheuteronomi 4:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Paunenge uchitambudzika kwazvo uye mashoko ose aya aitika kwauri pachapera mazuva acho, uchabva wadzokera kuna Jehovha Mwari wako+ uye uchateerera inzwi rake.+ 1 Samueri 13:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Varume vaIsraeri vakaona kuti vakanga vachitambudzika kwazvo,+ nokuti vanhu vakanga vamanikidzwa kwazvo; uye vanhu vakavanda mumapako+ nomumakomba nomumabwe nomuninga nomumakomba emvura.
30 Paunenge uchitambudzika kwazvo uye mashoko ose aya aitika kwauri pachapera mazuva acho, uchabva wadzokera kuna Jehovha Mwari wako+ uye uchateerera inzwi rake.+
6 Varume vaIsraeri vakaona kuti vakanga vachitambudzika kwazvo,+ nokuti vanhu vakanga vamanikidzwa kwazvo; uye vanhu vakavanda mumapako+ nomumakomba nomumabwe nomuninga nomumakomba emvura.