Mateu 6:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 “Saka, rambai muchitanga kutsvaka umambo nokururama kwake,+ uye izvi zvimwe zvinhu zvose zvichawedzerwa kwamuri.+ VaRoma 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 nokuti kururama kwaMwari+ kuri kuratidzwa maari nokuda kwokutenda+ uye zvichiwedzerazve kutenda, sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Asi munhu akarurama—achararama nokutenda.”+ VaRoma 10:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 nokuti, zvavakanga vasingazivi kururama kwaMwari,+ havana kuzviisa pasi pokururama kwaMwari,+ asi vakatsvaka kumisa kururama kwavo pachavo.+ VaEfeso 4:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 uye munofanira kupfeka+ unhu hutsva+ hwakasikwa+ maererano nezvinodiwa naMwari mukururama kwechokwadi+ nokuvimbika.
33 “Saka, rambai muchitanga kutsvaka umambo nokururama kwake,+ uye izvi zvimwe zvinhu zvose zvichawedzerwa kwamuri.+
17 nokuti kururama kwaMwari+ kuri kuratidzwa maari nokuda kwokutenda+ uye zvichiwedzerazve kutenda, sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Asi munhu akarurama—achararama nokutenda.”+
3 nokuti, zvavakanga vasingazivi kururama kwaMwari,+ havana kuzviisa pasi pokururama kwaMwari,+ asi vakatsvaka kumisa kururama kwavo pachavo.+
24 uye munofanira kupfeka+ unhu hutsva+ hwakasikwa+ maererano nezvinodiwa naMwari mukururama kwechokwadi+ nokuvimbika.