Isaya 62:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Uchava korona yorunako muruoko rwaJehovha,+ uye uchava ngowani youmambo muchanza chaMwari wako. 1 Petro 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi imi muri “dzinza rakasarudzwa, upristi hwoumambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake chaivo,+ kuti muzivise kwose kwose kunaka”+ kwouya akakudanai kuti mubve murima mupinde muchiedza chake chinoshamisa.+
9 Asi imi muri “dzinza rakasarudzwa, upristi hwoumambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake chaivo,+ kuti muzivise kwose kwose kunaka”+ kwouya akakudanai kuti mubve murima mupinde muchiedza chake chinoshamisa.+