RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 19:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Imi muchava kwandiri umambo hwevapristi norudzi rutsvene.’+ Aya ndiwo mashoko aunofanira kuudza vanakomana vaIsraeri.”

  • Isaya 66:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Ndiani akambonzwa chinhu chakadai?+ Ndiani akamboona zvinhu zvakadai?+ Nyika+ ingaberekwa nezuva rimwe chete panongouya kurwadziwa here?+ Kana kuti rudzi+ rungaberekwa pakarepo here?+ Nokuti Ziyoni parakangorwadziwa rakabva rabereka vana varo.

  • Zvakazarurwa 5:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 uye makaita kuti vave umambo+ nevapristi+ kuna Mwari wedu,+ uye vachatonga semadzimambo+ pamusoro penyika.”

  • Zvakazarurwa 20:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Munhu ane mugove pakumuka kwokutanga anofara+ uye mutsvene;+ rufu rwechipiri+ haruna simba+ pana ivava, asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho ane chiuru.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe