RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 3:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Asi kana zvikasaitika, haiwa imi mambo, zivai kuti hatisi kuzoshumira vanamwari venyu, uye hatisi kuzonamata chifananidzo chendarama chamakamisa.”+

  • Maraki 3:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 “Munhu wepanyika angabira Mwari here? Asi imi muri kundibira.”

      Uye makati: “Takakubirai sei?”

      “Pane zvegumi nemipiro.

  • Mako 12:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Jesu akabva ati: “Dzorerai zvinhu zvaKesari kuna Kesari,+ asi zvinhu zvaMwari kuna Mwari.”+ Ivo vakatanga kushamiswa naye.+

  • Ruka 20:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Iye akati kwavari: “Saka, munotofanira kudzorera zvinhu zvaKesari kuna Kesari,+ asi zvinhu zvaMwari kuna Mwari.”+

  • Ruka 23:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Vakabva vatanga kumupomera,+ vachiti: “Takawana munhu uyu achitsausa+ rudzi rwedu, achirambidza kutera mitero+ kuna Kesari uye achiti iye ndiye Kristu mambo.”+

  • VaRoma 13:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Ipai vose zvakavakodzera, kune anorayira mutero, mutero;+ kune anorayira muripo, muripo; kune anorayira kutyiwa, kutyiwa+ kwakadaro; kune anorayira kukudzwa, kukudzwa+ kwakadaro.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe