Zvirevo 16:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kudada kunotangira kuparara,+ uye kuzvikudza kunotangira kugumburwa.+ Zvirevo 29:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Kuzvikudza kwomunhu wepanyika kuchamuninipisa,+ asi anozvininipisa achakudzwa.+