RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 26:57
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 57 Vaya vakasunga Jesu vakaenda naye kumupristi mukuru Kayafasi,+ kwakanga kwakaungana vanyori nevarume vakuru.+

  • Ruka 3:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 mumazuva omupristi mukuru Anasi neaKayafasi,+ shoko raMwari rakasvika kuna Johani+ mwanakomana waZekariya ari murenje.+

  • Ruka 22:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Uyewo, vapristi vakuru nevanyori vakanga vachitsvaka nzira inobudirira yokuti vamuuraye,+ nokuti vaitya vanhu.+

  • Johani 18:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 uye pakutanga vakaenda naye kuna Anasi; nokuti akanga ari tezvara waKayafasi, uyo akanga ari mupristi mukuru gore iroro.+

  • Johani 18:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Anasi akabva amuendesa akasungwa kuna Kayafasi mupristi mukuru.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe