Mateu 21:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Asi, kunyange vakanga vachitsvaka kumubata, vakatya mapoka evanhu, nokuti ava vaiti iye muprofita.+ Mateu 26:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 vakarangana+ kuti vabate Jesu vachishandisa zano remanomano kuti vamuuraye. Mako 14:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 nokuti vakataura kazhinji kuti: “Kwete pamutambo; zvimwe pangava nemheremhere yevanhu.”+ Ruka 20:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino vanyori nevapristi vakuru vakatsvaka kuti vamubate paawa iyoyo chaiyo, asi vakatya vanhu; nokuti vakanzwisisa kuti akataura mufananidzo uyu achifunga nezvavo.+
46 Asi, kunyange vakanga vachitsvaka kumubata, vakatya mapoka evanhu, nokuti ava vaiti iye muprofita.+
19 Zvino vanyori nevapristi vakuru vakatsvaka kuti vamubate paawa iyoyo chaiyo, asi vakatya vanhu; nokuti vakanzwisisa kuti akataura mufananidzo uyu achifunga nezvavo.+