RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 53:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Nokuda kwaizvozvo ndichamupa mugove pamwe chete nevakawanda,+ achagovana zvakapambwa nevane simba,+ nokuti akadurura mweya wake kusvikira parufu chaipo,+ akaverengwa pamwe chete nevadariki;+ uye akatakura chivi chevanhu vakawanda,+ uye akareverera vadariki.+

  • Mako 15:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Zvakare, vakaroverera makororo maviri pamwe chete naye, rimwe kurudyi rwake uye rimwe kuruboshwe rwake.+

  • Ruka 23:33
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 33 Pavakasvika panzvimbo inonzi Dehenya,+ vakamuroverera ipapo pamwe chete nevanhu vacho vaiita zvakaipa, mumwe kurudyi rwake uye mumwe kuruboshwe rwake.+

  • Johani 19:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 uye vakamuroverera+ ikoko, nevamwe varume vaviri pamwe chete naye, mumwe kurutivi urwu mumwe kune urwo, asi Jesu ari pakati.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe