Mateu 20:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvakafanana noMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.”+ 1 Timoti 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 akazvipa kuti ave rudzikinuro runoenzanirana navose+—izvi ndizvo zvichapupurirwa panguva yazvo chaiyo. Tito 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 uyo akazvipa+ nokuda kwedu kuti atinunure+ pakusateerera mutemo kwemarudzi ose ozvichenesera+ vanhu vake,+ vanoshingairira mabasa akanaka.+ VaHebheru 9:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 saizvozvowo Kristu akabayirwa kamwe chete+ zvachose kuti atakure zvivi zvevazhinji;+ uye panguva yechipiri+ yaanooneka+ zvichaitika asisina chokuita nechivi+ uye kune vaya vari kumutsvaka nomwoyo wose kuti vaponeswe.+
28 Zvakafanana noMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.”+
6 akazvipa kuti ave rudzikinuro runoenzanirana navose+—izvi ndizvo zvichapupurirwa panguva yazvo chaiyo.
14 uyo akazvipa+ nokuda kwedu kuti atinunure+ pakusateerera mutemo kwemarudzi ose ozvichenesera+ vanhu vake,+ vanoshingairira mabasa akanaka.+
28 saizvozvowo Kristu akabayirwa kamwe chete+ zvachose kuti atakure zvivi zvevazhinji;+ uye panguva yechipiri+ yaanooneka+ zvichaitika asisina chokuita nechivi+ uye kune vaya vari kumutsvaka nomwoyo wose kuti vaponeswe.+