Ruka 6:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 “Uyezve, regai kutonga, uye hamuzombotongwiwo;+ uye regai kupa mhosva, uye hamuzombopiwiwo mhosva. Rambai muchisunungura, uye muchasunungurwawo.+ VaRoma 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Naizvozvo hauna chokuzvipembedza nacho, haiwa iwe munhu,+ pasinei nokuti uri ani, kana uchitonga;+ nokuti pachinhu chaunotonga mumwe munhu, unozvipa mhosva, iwe unotonga+ zvauine tsika yokuita zvinhu izvozvo.+ VaRoma 14:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo ngatichiregai kutongana,+ asi sarudzai izvi,+ kuti murege kuisa pamberi pehama+ chinhu chinogumbura+ kana chinokonzera kuti igumburwe. 1 VaKorinde 4:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokudaro musatonga+ chero chinhu chipi zvacho nguva yakakodzera isati yasvika, kusvikira Ishe auya,+ uyo achaisa pachena zvinhu zvakavanzika zverima+ nokuita kuti zvinorongwa nomwoyo zvioneke,+ uye panguva iyoyo mumwe nomumwe acharumbidzwa naMwari.+
37 “Uyezve, regai kutonga, uye hamuzombotongwiwo;+ uye regai kupa mhosva, uye hamuzombopiwiwo mhosva. Rambai muchisunungura, uye muchasunungurwawo.+
2 Naizvozvo hauna chokuzvipembedza nacho, haiwa iwe munhu,+ pasinei nokuti uri ani, kana uchitonga;+ nokuti pachinhu chaunotonga mumwe munhu, unozvipa mhosva, iwe unotonga+ zvauine tsika yokuita zvinhu izvozvo.+
13 Naizvozvo ngatichiregai kutongana,+ asi sarudzai izvi,+ kuti murege kuisa pamberi pehama+ chinhu chinogumbura+ kana chinokonzera kuti igumburwe.
5 Nokudaro musatonga+ chero chinhu chipi zvacho nguva yakakodzera isati yasvika, kusvikira Ishe auya,+ uyo achaisa pachena zvinhu zvakavanzika zverima+ nokuita kuti zvinorongwa nomwoyo zvioneke,+ uye panguva iyoyo mumwe nomumwe acharumbidzwa naMwari.+