Pisarema 118:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Ngaakomborerwe Iye anouya nomuzita raJehovha;+Takakukomborerai tiri mumba maJehovha.+ Mateu 23:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Nokuti ndinoti kwamuri, Kubvira zvino hamuchazombondioni kusvikira mati, ‘Akakomborerwa iye anouya muzita raJehovha!’”+ Ruka 13:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Tarirai! Maramwirwa imba+ yenyu. Ndinokuudzai, Hamuchazombondioni kusvikira mati, ‘Akakomborerwa iye anouya muzita raJehovha!’”+ Johani 5:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Ndakauya muzita raBaba vangu,+ asi hamundigamuchiri; kudai mumwe munhu aisvika muzita rake oga, maizogamuchira iyeye. Johani 12:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 vakatora mapazi emichindwe,+ vakabuda kunomuchingura. Zvino vakatanga kushevedzera+ vachiti: “Tapota, ponesai!+ Akakomborerwa iye anouya muzita raJehovha,+ iye mambo+ waIsraeri!”
39 Nokuti ndinoti kwamuri, Kubvira zvino hamuchazombondioni kusvikira mati, ‘Akakomborerwa iye anouya muzita raJehovha!’”+
35 Tarirai! Maramwirwa imba+ yenyu. Ndinokuudzai, Hamuchazombondioni kusvikira mati, ‘Akakomborerwa iye anouya muzita raJehovha!’”+
43 Ndakauya muzita raBaba vangu,+ asi hamundigamuchiri; kudai mumwe munhu aisvika muzita rake oga, maizogamuchira iyeye.
13 vakatora mapazi emichindwe,+ vakabuda kunomuchingura. Zvino vakatanga kushevedzera+ vachiti: “Tapota, ponesai!+ Akakomborerwa iye anouya muzita raJehovha,+ iye mambo+ waIsraeri!”