Pisarema 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Regai nditaure nezvomurau waJehovha;Iye akati kwandiri: “Ndiwe mwanakomana wangu;+Ini, nhasi, ndava baba vako.+ Mateu 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Tarira! Kwaivawo neinzwi+ rakabva kumatenga rakati: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu,+ anodiwa,+ wandafarira.”+ 2 Petro 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti iye akagamuchira kukudzwa nokubwinya+ kubva kuna Mwari Baba, mashoko akadai seaya paakaunzwa kwaari nokubwinya kukuru, zvichinzi: “Uyu ndiye mwanakomana wangu, anodiwa wangu, wandafarira.”+
7 Regai nditaure nezvomurau waJehovha;Iye akati kwandiri: “Ndiwe mwanakomana wangu;+Ini, nhasi, ndava baba vako.+
17 Tarira! Kwaivawo neinzwi+ rakabva kumatenga rakati: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu,+ anodiwa,+ wandafarira.”+
17 Nokuti iye akagamuchira kukudzwa nokubwinya+ kubva kuna Mwari Baba, mashoko akadai seaya paakaunzwa kwaari nokubwinya kukuru, zvichinzi: “Uyu ndiye mwanakomana wangu, anodiwa wangu, wandafarira.”+