Jeremiya 7:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Imba ino yave ichishevedzwa nezita rangu+ yava bako remakororo kwamuri here?+ Tarirai ini pachangu ndazvionawo,” ndizvo zvinotaura Jehovha.+ Mateu 21:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Uye akati kwavari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengeterera,’+ asi imi muri kuiita bako remakororo.”+ Mako 11:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 asi akaramba achidzidzisa achiti: “Hazvina here kunyorwa kuti, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengeterera+ yemarudzi ose’?+ Asi imi maiita bako remakororo.”+ Ruka 19:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 achiti kwavari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Imba yangu ichava imba yokunyengeterera,’+ asi imi maiita bako remakororo.”+
11 Imba ino yave ichishevedzwa nezita rangu+ yava bako remakororo kwamuri here?+ Tarirai ini pachangu ndazvionawo,” ndizvo zvinotaura Jehovha.+
13 Uye akati kwavari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengeterera,’+ asi imi muri kuiita bako remakororo.”+
17 asi akaramba achidzidzisa achiti: “Hazvina here kunyorwa kuti, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengeterera+ yemarudzi ose’?+ Asi imi maiita bako remakororo.”+
46 achiti kwavari: “Zvakanyorwa kuti, ‘Imba yangu ichava imba yokunyengeterera,’+ asi imi maiita bako remakororo.”+