RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 6:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Ida Jehovha Mwari wako nomwoyo+ wako wose nomweya+ wako wose nesimba+ rako rose.

  • 1 Samueri 15:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Samueri akatiwo: “Jehovha anofarira zvinopiwa zvinopiswa+ nezvibayiro sokufarira kwaanoita kuteerera inzwi raJehovha here? Tarira! Kuteerera+ kuri nani kupfuura chibayiro,+ kunzwa kuri nani kupfuura mafuta+ emakondohwe;

  • Hosiya 6:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Nokuti ini ndinofarira mutsa worudo,+ kwete chibayiro;+ uye ndinofarira kuziva Mwari kupfuura zvinopiwa zvakakwana zvinopiswa.+

  • Mika 6:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Ndichauya pamberi paJehovha nechii?+ Ndichakotamira+ Mwari ari kumusoro nechii? Ndichauya pamberi pake nezvibayiro zvinopiswa zvakakwana,+ nemhuru dzine gore rimwe chete here?

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe