Eksodho 20:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi zuva rechinomwe isabata rinoitirwa Jehovha Mwari wako.+ Usaita basa ripi neripi, iwe kana mwanakomana wako kana mwanasikana wako, murandarume wako kana murandasikana wako, kana chipfuwo chako kana mutorwa wako ari mukati memagedhi ako.+ Ezekieri 20:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Ndakavapawo masabata angu,+ kuti ave chiratidzo pakati pangu navo,+ kuti vazive kuti ndini Jehovha anovatsvenesa.
10 Asi zuva rechinomwe isabata rinoitirwa Jehovha Mwari wako.+ Usaita basa ripi neripi, iwe kana mwanakomana wako kana mwanasikana wako, murandarume wako kana murandasikana wako, kana chipfuwo chako kana mutorwa wako ari mukati memagedhi ako.+
12 Ndakavapawo masabata angu,+ kuti ave chiratidzo pakati pangu navo,+ kuti vazive kuti ndini Jehovha anovatsvenesa.