Mateu 24:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Vane nhamo vakadzi vane pamuviri nevaya vanoyamwisa vana mumazuva iwayo!+ Mako 13:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vane nhamo vakadzi vane pamuviri nevaya vanoyamwisa vana mumazuva iwayo!+ Ruka 19:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 uye vachakurovera pasi iwe nevana vako vari mukati mako,+ uye havazosiyi dombo riri pamusoro perimwe dombo+ mauri, nokuti hauna kunzwisisa nguva yokuongororwa kwako.”+ Ruka 23:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Jesu akatendeukira kuvakadzi vacho, akati: “Vanasikana veJerusarema, regai kundichema. Asi, zvichemei imi nevana venyu;+
44 uye vachakurovera pasi iwe nevana vako vari mukati mako,+ uye havazosiyi dombo riri pamusoro perimwe dombo+ mauri, nokuti hauna kunzwisisa nguva yokuongororwa kwako.”+
28 Jesu akatendeukira kuvakadzi vacho, akati: “Vanasikana veJerusarema, regai kundichema. Asi, zvichemei imi nevana venyu;+