3 Samueri akati kuimba yose yaIsraeri: “Kana muchidzoka kuna Jehovha nemwoyo yenyu yose,+ bvisai vanamwari vokune dzimwe nyika pakati penyu+ uyewo mifananidzo yaAshtoreti,+ muise mwoyo yenyu kuna Jehovha musingatsauki, mushumire iye oga,+ uye achakununurai paruoko rwevaFiristiya.”+