Isaya 55:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 55 Nhai imi, imi mose mune nyota!+ Uyai kumvura.+ Vaya vasina mari! Uyai, tengai mudye.+ Chokwadi, uyai mutenge waini+ nomukaka+ kunyange musina mari uye pasina mutengo.+ Johani 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Munhu wose anonwa mvura yandichamupa haazombovizve nenyota,+ asi mvura yandichamupa ichava maari tsime remvura+ inotubuka kuti ipe upenyu husingaperi.”+ Johani 6:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Jesu akati kwavari: “Ndini chingwa choupenyu. Anouya kwandiri haazombovi nenzara, uye anotenda mandiri haazombovi nenyota.+ Zvakazarurwa 22:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Mudzimu+ nomwenga+ vanoramba vachiti: “Uya!” Munhu wose anonzwa ngaati: “Uya!”+ Munhu wose anonzwa nyota ngaauye;+ munhu wose anoda ngaatore mvura youpenyu asingatengi.+
55 Nhai imi, imi mose mune nyota!+ Uyai kumvura.+ Vaya vasina mari! Uyai, tengai mudye.+ Chokwadi, uyai mutenge waini+ nomukaka+ kunyange musina mari uye pasina mutengo.+
14 Munhu wose anonwa mvura yandichamupa haazombovizve nenyota,+ asi mvura yandichamupa ichava maari tsime remvura+ inotubuka kuti ipe upenyu husingaperi.”+
35 Jesu akati kwavari: “Ndini chingwa choupenyu. Anouya kwandiri haazombovi nenzara, uye anotenda mandiri haazombovi nenyota.+
17 Mudzimu+ nomwenga+ vanoramba vachiti: “Uya!” Munhu wose anonzwa ngaati: “Uya!”+ Munhu wose anonzwa nyota ngaauye;+ munhu wose anoda ngaatore mvura youpenyu asingatengi.+