2 VaKorinde 5:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Iye akaita kuti iye asina kuziva chivi+ ave chivi+ nokuda kwedu, kuti isu tive kururama kwaMwari+ pachishandiswa iye. VaHebheru 4:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti tine mupristi mukuru, kwete asingagoni kunzwira tsitsi+ kusava nesimba kwedu, asi akaedzwa muzvinhu zvose kufanana nesu, asi iye akaramba asina chivi.+ VaHebheru 7:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nokuti mupristi mukuru akadai souyu akanga akatikodzera,+ akavimbika,+ asina mhosva,+ asina kusvibiswa,+ akaparadzaniswa nevatadzi,+ uye akava akakwirira kupfuura matenga.+ 1 Petro 2:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Haana kuita chivi,+ uyewo unyengeri hahuna kuwanikwa mumuromo make.+ 1 Johani 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Munozivawo kuti Jesu akaratidzwa pachena kuti abvise zvivi zvedu,+ uye maari hamuna chivi.+
21 Iye akaita kuti iye asina kuziva chivi+ ave chivi+ nokuda kwedu, kuti isu tive kururama kwaMwari+ pachishandiswa iye.
15 Nokuti tine mupristi mukuru, kwete asingagoni kunzwira tsitsi+ kusava nesimba kwedu, asi akaedzwa muzvinhu zvose kufanana nesu, asi iye akaramba asina chivi.+
26 Nokuti mupristi mukuru akadai souyu akanga akatikodzera,+ akavimbika,+ asina mhosva,+ asina kusvibiswa,+ akaparadzaniswa nevatadzi,+ uye akava akakwirira kupfuura matenga.+