Mabasa 13:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 uye kuti pazvinhu zvose zvamaisagona kunzi hamuna mhosva pazviri nomutemo waMosesi,+ munhu wose anotenda anonzi haana mhosva pachishandiswa Iyeyu.+ VaGaratiya 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Uyewo, zviri pachena kuti hapana anonzi naMwari akarurama pachishandiswa mutemo,+ nokuti “munhu akarurama achararama nokuda kwokutenda.”+
39 uye kuti pazvinhu zvose zvamaisagona kunzi hamuna mhosva pazviri nomutemo waMosesi,+ munhu wose anotenda anonzi haana mhosva pachishandiswa Iyeyu.+
11 Uyewo, zviri pachena kuti hapana anonzi naMwari akarurama pachishandiswa mutemo,+ nokuti “munhu akarurama achararama nokuda kwokutenda.”+