Mabasa 17:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 kuti vatsvake Mwari,+ vamutsvangadzire, vamuwane,+ chokwadi, kunyange zvazvo asiri kure nomumwe nomumwe wedu. VaRoma 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Nokuti izvo zvaari zvisingaoneki,+ iro simba+ rake risingagumi nokuva kwake Mwari,+ zvinonyatsooneka kubvira pakasikwa nyika,+ nokuti zvinonzwisiswa panoonekwa zvinhu zvakaitwa,+ zvokuti havana chokuzvipembedza nacho;+
27 kuti vatsvake Mwari,+ vamutsvangadzire, vamuwane,+ chokwadi, kunyange zvazvo asiri kure nomumwe nomumwe wedu.
20 Nokuti izvo zvaari zvisingaoneki,+ iro simba+ rake risingagumi nokuva kwake Mwari,+ zvinonyatsooneka kubvira pakasikwa nyika,+ nokuti zvinonzwisiswa panoonekwa zvinhu zvakaitwa,+ zvokuti havana chokuzvipembedza nacho;+