RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 103:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Jehovha akasimbisa kwazvo chigaro chake mumatenga;+

      Umambo hwake hunodzora zvinhu zvose.+

  • Jeremiya 10:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Asi chokwadi Jehovha ndiMwari.+ Ndiye Mwari mupenyu+ uye Mambo nokusingagumi.+ Nokuda kwehasha dzake pasi richazununguka,+ uye hapana marudzi achatsunga paanotsamwa.+

  • Zvakazarurwa 15:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti:

      “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe