Mabasa 13:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 uye kuti pazvinhu zvose zvamaisagona kunzi hamuna mhosva pazviri nomutemo waMosesi,+ munhu wose anotenda anonzi haana mhosva pachishandiswa Iyeyu.+ VaRoma 3:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 kuti aratidze kururama+ kwake mumwaka uno uripo, kuti ave akarurama kunyange pakuti munhu anotenda muna Jesu akarurama.+
39 uye kuti pazvinhu zvose zvamaisagona kunzi hamuna mhosva pazviri nomutemo waMosesi,+ munhu wose anotenda anonzi haana mhosva pachishandiswa Iyeyu.+
26 kuti aratidze kururama+ kwake mumwaka uno uripo, kuti ave akarurama kunyange pakuti munhu anotenda muna Jesu akarurama.+