1 Johani 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Zvisinei, kana tiri kufamba muchiedza iye zvaari muchiedza,+ tinogovana isu pachedu,+ uye ropa+ raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa+ pazvivi zvose.+ 1 Johani 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Iye chibayiro+ chokuyananisira+ zvivi zvedu,+ kwete zvedu+ chete asiwo zvenyika yose.+ Zvakazarurwa 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ no“Mutongi wemadzimambo enyika.”+ Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake+— Zvakazarurwa 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo ndakabva ndati kwaari: “Ishe wangu, ndimi munoziva.” Iye akati kwandiri: “Ava ndivo vanobuda mukutambudzika kukuru,+ uye vakageza nguo dzavo refu, vakadziita chena+ muropa+ reGwayana.
7 Zvisinei, kana tiri kufamba muchiedza iye zvaari muchiedza,+ tinogovana isu pachedu,+ uye ropa+ raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa+ pazvivi zvose.+
5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ no“Mutongi wemadzimambo enyika.”+ Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake+—
14 Naizvozvo ndakabva ndati kwaari: “Ishe wangu, ndimi munoziva.” Iye akati kwandiri: “Ava ndivo vanobuda mukutambudzika kukuru,+ uye vakageza nguo dzavo refu, vakadziita chena+ muropa+ reGwayana.