RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 7:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Pazuva iroro vazhinji vachati kwandiri, ‘Ishe, Ishe,+ hatina kuprofita muzita renyu, nokudzinga madhimoni muzita renyu, nokuita mabasa mazhinji esimba muzita renyu here?’+

  • 1 VaKorinde 14:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Zvisinei, uya anoprofita anovaka+ nokukurudzira nokunyaradza vanhu nokutaura kwake.

  • Zvakazarurwa 19:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Ndakabva ndawira pasi pamberi petsoka dzayo kuti ndiinamate.+ Asi yakandiudza kuti: “Chenjerera! Usadaro!+ Ndinongovawo muranda pamwe chete newe nowehama dzako dzine basa rokupupurira Jesu.+ Namata Mwari;+ nokuti kupupurira Jesu ndicho chinangwa chouprofita.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe