RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 10:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Ini naBaba tiri vamwe.”+

  • Johani 14:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Jesu akati kwaari: “Ndave ndinemi kwenguva refu kwazvo, asi, Firipi, hausati wasvika pakundiziva here? Aona ini aonawo Baba.+ Zvino sei uchiti, ‘Tiratidzei Baba’?+

  • 2 VaKorinde 4:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 kune vasingatendi,+ vaya vakapofumadzwa pfungwa namwari wemamiriro ezvinhu epanguva ino,+ kuti varege kupenyerwa+ nokuvhenekera+ kwemashoko akanaka anokudzwa+ ane chokuita naKristu, uyo ari mufananidzo+ waMwari.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe