Isaya 60:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti, tarira! rima+ richafukidza nyika, uye zarima richafukidza mapoka emarudzi; asi Jehovha achapenyera pauri, uye kubwinya kwake kuchaonekwa pauri.+ Johani 8:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo Jesu akataurazve navo, achiti: “Ndini chiedza+ chenyika. Anonditevera haazombofambi murima,+ asi achava nechiedza choupenyu.”
2 Nokuti, tarira! rima+ richafukidza nyika, uye zarima richafukidza mapoka emarudzi; asi Jehovha achapenyera pauri, uye kubwinya kwake kuchaonekwa pauri.+
12 Naizvozvo Jesu akataurazve navo, achiti: “Ndini chiedza+ chenyika. Anonditevera haazombofambi murima,+ asi achava nechiedza choupenyu.”