VaKorose 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Iye ndiye mufananidzo+ waMwari asingaoneki,+ dangwe+ rezvisikwa zvose; VaHebheru 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Iye ndiye kuratidzwa kwokubwinya kwaMwari+ nomufananidzo wake chaiwo,+ uye iye anotsigira zvinhu zvose neshoko rake rine simba;+ uye pashure pokunge anatsa zvivi+ zvedu akagara kuruoko rworudyi+ rwaChangamire munzvimbo dzakakwirira.+
3 Iye ndiye kuratidzwa kwokubwinya kwaMwari+ nomufananidzo wake chaiwo,+ uye iye anotsigira zvinhu zvose neshoko rake rine simba;+ uye pashure pokunge anatsa zvivi+ zvedu akagara kuruoko rworudyi+ rwaChangamire munzvimbo dzakakwirira.+