2 VaKorinde 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Asi ndinotya kuti zvimwe, sokunyengedzwa kwakaitwa Evha+ nenyoka nemanomano ayo, pfungwa dzenyu dzingashatiswa+ dzikabva pakutendeseka nokuchena zvakakodzera Kristu.+ 2 Timoti 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino sokushora Mosesi kwakaitwa naJanesi naJambresi,+ saizvozvo avawo vanoramba vachishora chokwadi,+ vanhu vane pfungwa dzakaora chose,+ vasingatenderwi pakutenda.+ Judha 10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi vanhu ava vari kushora zvinhu zvose zvavasingambozivi;+ vanoramba vachizviodza+ muzvinhu izvi, zvavanoberekwa vachingoziva semhuka dzisingafungi.+
3 Asi ndinotya kuti zvimwe, sokunyengedzwa kwakaitwa Evha+ nenyoka nemanomano ayo, pfungwa dzenyu dzingashatiswa+ dzikabva pakutendeseka nokuchena zvakakodzera Kristu.+
8 Zvino sokushora Mosesi kwakaitwa naJanesi naJambresi,+ saizvozvo avawo vanoramba vachishora chokwadi,+ vanhu vane pfungwa dzakaora chose,+ vasingatenderwi pakutenda.+
10 Asi vanhu ava vari kushora zvinhu zvose zvavasingambozivi;+ vanoramba vachizviodza+ muzvinhu izvi, zvavanoberekwa vachingoziva semhuka dzisingafungi.+