VaRoma 1:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Naizvozvo Mwari, maererano nokuchiva kwemwoyo yavo, akavaisa kuzvinhu zvisina kuchena,+ kuti varege kuremekedza+ miviri yavo,+ VaGaratiya 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti anodyara nokuda kwenyama yake achakohwa kuora kunobva panyama yake,+ asi anodyara nokuda kwomudzimu+ achakohwa upenyu husingaperi hunobva pamudzimu.+ VaEfeso 4:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 kuti munofanira kubvisa unhu hwekare+ hunotsinhirana nowaimbova mufambiro wenyu uye hunoodzwa+ maererano nokuchiva kwahwo kunonyengera;+
24 Naizvozvo Mwari, maererano nokuchiva kwemwoyo yavo, akavaisa kuzvinhu zvisina kuchena,+ kuti varege kuremekedza+ miviri yavo,+
8 nokuti anodyara nokuda kwenyama yake achakohwa kuora kunobva panyama yake,+ asi anodyara nokuda kwomudzimu+ achakohwa upenyu husingaperi hunobva pamudzimu.+
22 kuti munofanira kubvisa unhu hwekare+ hunotsinhirana nowaimbova mufambiro wenyu uye hunoodzwa+ maererano nokuchiva kwahwo kunonyengera;+