VaRoma 8:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti hamuna kugamuchira mudzimu wouranda unokonzera kutya+ zvakare, asi makagamuchira mudzimu+ wokugamuchirwa+ sevanakomana, iwo mudzimu watinoshevedzera nawo, kuti: “Abha,+ Baba!” 1 VaTesaronika 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 asi, (sezvamunoziva) pashure pokunge tatambura+ uye taitirwa zvakaipa+ muFiripi,+ takava noushingi sei naMwari wedu kuti tikutaurirei+ mashoko akanaka aMwari tichitamburira kwazvo. Zvakazarurwa 21:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asi kana dziri mbwende nevaya vasina kutenda+ nevanonyangadza mutsvina yavo+ nemhondi+ nezvifeve+ nevaya vanoita zvemidzimu nevanonamata zvidhori+ nevarevi venhema+ vose, mugove wavo uchava mugungwa rinopfuta moto+ nesarufa.+ Iri rinomirira rufu rwechipiri.”+
15 Nokuti hamuna kugamuchira mudzimu wouranda unokonzera kutya+ zvakare, asi makagamuchira mudzimu+ wokugamuchirwa+ sevanakomana, iwo mudzimu watinoshevedzera nawo, kuti: “Abha,+ Baba!”
2 asi, (sezvamunoziva) pashure pokunge tatambura+ uye taitirwa zvakaipa+ muFiripi,+ takava noushingi sei naMwari wedu kuti tikutaurirei+ mashoko akanaka aMwari tichitamburira kwazvo.
8 Asi kana dziri mbwende nevaya vasina kutenda+ nevanonyangadza mutsvina yavo+ nemhondi+ nezvifeve+ nevaya vanoita zvemidzimu nevanonamata zvidhori+ nevarevi venhema+ vose, mugove wavo uchava mugungwa rinopfuta moto+ nesarufa.+ Iri rinomirira rufu rwechipiri.”+