Zvirevo 10:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Kuyeukwa kwomunhu akarurama kunounza chikomborero,+ asi mazita evakaipa achaora.+ VaHebheru 10:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nokuti kana tiine tsika yokuita chivi nemaune+ pashure pokunge tagamuchira zivo yakarurama pamusoro pechokwadi,+ hapasisina kana chibayiro chimwe chasara nokuda kwezvivi,+ Zvakazarurwa 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ane nzeve ngaanzwe+ zvinotaura mudzimu+ kuungano, kuti: Anokunda+ haangambokuvadzwi norufu rwechipiri.’+ Zvakazarurwa 20:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Munhu ane mugove pakumuka kwokutanga anofara+ uye mutsvene;+ rufu rwechipiri+ haruna simba+ pana ivava, asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho ane chiuru.+
26 Nokuti kana tiine tsika yokuita chivi nemaune+ pashure pokunge tagamuchira zivo yakarurama pamusoro pechokwadi,+ hapasisina kana chibayiro chimwe chasara nokuda kwezvivi,+
11 Ane nzeve ngaanzwe+ zvinotaura mudzimu+ kuungano, kuti: Anokunda+ haangambokuvadzwi norufu rwechipiri.’+
6 Munhu ane mugove pakumuka kwokutanga anofara+ uye mutsvene;+ rufu rwechipiri+ haruna simba+ pana ivava, asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho ane chiuru.+