Pisarema 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndikumbire,+ kuti ndikupe marudzi ave nhaka yako+Nokumigumo yenyika kuti kuve kwako.+ Johani 16:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvinhu zvose izvo Baba vanazvo ndezvangu.+ Ndokusaka ndati iye anogamuchira kubva pazvinhu zvangu ozvizivisa kwamuri. VaRoma 8:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino, kana tiri vana, tiri vagari venhakawo: chokwadi vagari venhaka vaMwari, asi vagari venhaka+ pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura+ pamwe chete kuti tikudzwe pamwe chete.+
15 Zvinhu zvose izvo Baba vanazvo ndezvangu.+ Ndokusaka ndati iye anogamuchira kubva pazvinhu zvangu ozvizivisa kwamuri.
17 Zvino, kana tiri vana, tiri vagari venhakawo: chokwadi vagari venhaka vaMwari, asi vagari venhaka+ pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura+ pamwe chete kuti tikudzwe pamwe chete.+