Pisarema 110:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 110 Jehovha akati kunaShe wangu:+“Gara kuruoko rwangu rworudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+ Mabasa 2:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”’+ 1 VaKorinde 15:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Nokuti anofanira kutonga samambo kusvikira Mwari aisa vavengi vose pasi petsoka dzake.+
110 Jehovha akati kunaShe wangu:+“Gara kuruoko rwangu rworudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+