RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 1:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Zvinhu zvose zvakavapo pachishandiswa iye,+ uye kunze kwake hapana kunyange nechinhu chimwe chete chakavapo.

      Chakavapo

  • 1 VaKorinde 8:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 chokwadi kwatiri kuna Mwari mumwe chete+ ivo Baba,+ zvinhu zvose zvinobva kwaari, uye isu tiri vake;+ uye kuna Ishe mumwe chete,+ iye Jesu Kristu,+ zvinhu zvose zviripo naye,+ nesu tiripo naye.

  • VaKorose 1:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 nokuti pachishandiswa iye+ zvimwe zvinhu zvose zvakasikwa zviri kumatenga nezviri panyika, zvinhu zvinooneka nezvinhu zvisingaoneki, pasinei nokuti zvingava zviri zvigaro zvoumambo here kana ushe kana hurumende kana vanhu vane masimba.+ Zvimwe zvinhu zvose zvakasikwa pachishandiswa iye+ uye nokuda kwake.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe