Genesisi 22:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Vakazosvika panzvimbo yaakanga asarudzirwa naMwari wechokwadi, Abrahamu akavaka atari+ ipapo, akaronga huni, akasunga Isaka mwanakomana wake maoko netsoka, akamuisa paatari pamusoro pehuni.+ Genesisi 22:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Iyo ikati: “Usatambanudzira mukomana ruoko rwako uye usatomboita chinhu chipi nechipi kwaari,+ nokuti zvino ndava kuziva kuti unotya Mwari nokuti hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete.”+
9 Vakazosvika panzvimbo yaakanga asarudzirwa naMwari wechokwadi, Abrahamu akavaka atari+ ipapo, akaronga huni, akasunga Isaka mwanakomana wake maoko netsoka, akamuisa paatari pamusoro pehuni.+
12 Iyo ikati: “Usatambanudzira mukomana ruoko rwako uye usatomboita chinhu chipi nechipi kwaari,+ nokuti zvino ndava kuziva kuti unotya Mwari nokuti hauna kundinyima mwanakomana wako, iye mumwe chete.”+