Dhanieri 2:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 “Zvino mumazuva emadzimambo iwayo,+ Mwari wokudenga+ achamutsa umambo+ husingazomboparadzwi.+ Umambo hwacho hahuzopfuudzwi kune vamwe vanhu.+ Huchapwanya, hwogumisa umambo hwose uhwu,+ uye ihwo huchamira nokusingagumi;+ 1 VaKorinde 15:53 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 53 Nokuti ichi chinoora chinofanira kupfeka kusaora,+ uye ichi chinofa+ chinofanira kupfeka kusafa.
44 “Zvino mumazuva emadzimambo iwayo,+ Mwari wokudenga+ achamutsa umambo+ husingazomboparadzwi.+ Umambo hwacho hahuzopfuudzwi kune vamwe vanhu.+ Huchapwanya, hwogumisa umambo hwose uhwu,+ uye ihwo huchamira nokusingagumi;+