Zvakazarurwa 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Jehovha, imi Mwari wedu, makakodzera kuti mugamuchire kukudzwa+ nokuremekedzwa+ nesimba,+ nokuti makasika zvinhu zvose,+ uye nemhaka yokuda kwenyu+ zvakavapo uye zvakasikwa.”+
11 “Jehovha, imi Mwari wedu, makakodzera kuti mugamuchire kukudzwa+ nokuremekedzwa+ nesimba,+ nokuti makasika zvinhu zvose,+ uye nemhaka yokuda kwenyu+ zvakavapo uye zvakasikwa.”+