Genesisi 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+ VaHebheru 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo, “vana vaduku” vacho zvavanogoverana ropa nenyama, saizvozvowo iye akagovana navo zvinhu izvozvo,+ kuti norufu rwake+ aparadze+ uyo ane simba rokukonzera rufu,+ iye Dhiyabhorosi;+
15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+
14 Naizvozvo, “vana vaduku” vacho zvavanogoverana ropa nenyama, saizvozvowo iye akagovana navo zvinhu izvozvo,+ kuti norufu rwake+ aparadze+ uyo ane simba rokukonzera rufu,+ iye Dhiyabhorosi;+