1 Petro 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi imi muri “dzinza rakasarudzwa, upristi hwoumambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake chaivo,+ kuti muzivise kwose kwose kunaka”+ kwouya akakudanai kuti mubve murima mupinde muchiedza chake chinoshamisa.+ Zvakazarurwa 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 uye akaita kuti tive umambo,+ vapristi+ kuna Mwari wake uye Baba vake—chokwadi, kukudzwa nesimba ngazvive kwaari nokusingaperi.+ Ameni.
9 Asi imi muri “dzinza rakasarudzwa, upristi hwoumambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake chaivo,+ kuti muzivise kwose kwose kunaka”+ kwouya akakudanai kuti mubve murima mupinde muchiedza chake chinoshamisa.+
6 uye akaita kuti tive umambo,+ vapristi+ kuna Mwari wake uye Baba vake—chokwadi, kukudzwa nesimba ngazvive kwaari nokusingaperi.+ Ameni.