-
Genesisi 12:1-3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Jehovha akati kuna Abramu: “Buda munyika yako usiye hama dzako nemba yababa vako, uende kunyika yandichakuratidza.+ 2 Ndichaita kuti uve rudzi rukuru, uye ndichakukomborera, ndoita kuti zita rako rive guru, uye uchava chikomborero.+ 3 Ndichakomborera vaya vanokukomborera, uye ndichatuka uya anokutuka,+ uye mhuri dzese dzepanyika dzichakomborerwa* nekwauri.”+
-