Johani 3:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “Nekuti Mwari akada nyika kwazvo zvekuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wese anotenda maari arege kuparadzwa asi ave neupenyu husingaperi.+ VaRoma 8:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Sezvo asina kutombozeza kupa Mwanakomana wake kuti atifire tese,+ angatadza here kutipawo zvimwe zvese pamwe naye? VaHebheru 11:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekutenda, Abrahamu paakaedzwa,+ akaita seakatobayira Isaka. Murume akanga agamuchira nemufaro vimbiso akaedza kupa mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+
16 “Nekuti Mwari akada nyika kwazvo zvekuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wese anotenda maari arege kuparadzwa asi ave neupenyu husingaperi.+
32 Sezvo asina kutombozeza kupa Mwanakomana wake kuti atifire tese,+ angatadza here kutipawo zvimwe zvese pamwe naye?
17 Nekutenda, Abrahamu paakaedzwa,+ akaita seakatobayira Isaka. Murume akanga agamuchira nemufaro vimbiso akaedza kupa mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+